Zechariah 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndikati kumutumŋa wakaŋga acitaurirana neni: Ʋanondoisepiko efa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakabvunza mutumwa akanga achitaura neni ndikati, “Vari kuriendesepiko dengu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakabvunza mutumwa aitaura neni uya kuti, “Ko ivava vava kuendesa bhaghidhi iroro kupi?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndikati kumutumwa akanga achitaurirana neni, “Vanondoisepiko efa?”
Shona 2009?
Ipapo ndikati kumutumwa akanga achitaurirana neni, "Vanondoisepiko efa?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndikati kumutumwa akanga achitaurirana neni, “Vanondoisepiko bhasikiti?”