Zechariah 5:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Uyu ndiye Ɀakashata; akamuwisira pasi mukati meefa, akakandira mutobvu unorema pamsoro pomuromo wayo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutumwa akati, “Uyu ndiye zvakaipa,” achibva amusundidzira zvakare mudengu uye ndokuzarira muromo wedengu nehwidibiro yomutobvu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mutumwa uya ndokuti, “Uhu huipi uhu.” Akabva amukanda pasi imomo mubhaghidhi makare akaroverera pasi chivharo chacho chomutobvu chairema pamuromo waro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Uyu ndiye Zvakashata; akamuwisira pasi mukati meefa, akakandira mutobvu unorema pamusoro pomuromo wayo.”
Shona 2009?
Akati, "Uyu ndiye Zvakashata; akamuwisira pasi mukati meefa, akakandira mutobvu unorema pamusoro pomuromo wayo."
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Uyu ndiye Zvakashata; akamuwisira pasi mukati mebhasikiti [efa,] akakandira mutobvu unorema pamusoro pomuromo wayo.”