Zechariah 6:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakarinzira meso aŋgu ɀe, ndikatarira, ndikaʋona ŋgoro inna dziciɓuɗa pakati pamakomo maʋiri; makomo iwayo akaŋga ari makomo endarira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakasimudzazve meso angu ndikaona, hapo pamberi pangu paiva nengoro ina dzaibuda kubva pakati pamakomo maviri, makomo endarira!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakasimudzazve musoro ndikaona hedzo ngoro ina dzehondo dzichibuda napakati pamakomo maviri. Makomo acho akanga ari makomo endarira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakarinzira meso anguzve, ndikatarira, ndikaona ngoro ina dzichibuda pakati pamakomo maviri; makomo iwayo akanga ari makomo endarira.
Shona 2009?
Zvino ndakarinzira meso anguzve, ndikatarira, ndikaona ngoro ina dzichibuda pakati pamakomo maviri; makomo iwayo akanga ari makomo endarira.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakaratidza meso anguzve, ndikatarira, ndikaona ngoro ina dzichibuda pakati pamakomo maviri; makomo iwayo akanga ari makomo endarira.