Zechariah 6:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Korona dzicaʋa dzaHeremi, naTobija, naJedaia, naHeni mŋanakomana waZefania, ciʋe ciyeʋudzo mutembere yaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Korona ichapiwa kuna Heridhai, naTobhiya, naJedhaya uye naHeni mwanakomana waZefania sechiyeuchidzo mutemberi yaJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngundu dzinofanira kuzova muTemberi yaTENZI sechiyeuchidzo chokuyeuka nacho Heridhai naTobhiya naJedhaya naJosiya mwanakomana waZefaniya.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Korona dzichava dzaHeremi, naTobhiya, naJedhaia, naHeni mwanakomana waZefaniya, chive chiyeudzo mutemberi yaJehovha.’
Shona 2009?
Korona dzichava dzaHeremi, naTobhiya, naJedhaia, naHeni mwanakomana waZefaniya, chive chiyeudzo mutemberi yaJehovha.'
Shona SUB 2002 Bible
Korona dzichava dzaHeremi, naTobhiya, naJedhaia, naHeni mwanakomana waZefania, chive chiyeudzo mutemberi yaJehovha.’