Zechariah 6:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakapindura, ndikati kumutumŋa wakaŋga acitaurirana neni: Ɀinyiko iɀi, ishe waŋgu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakabvunza mutumwa akanga achitaura neni ndikati, “Zviiko izvi, ishe wangu?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakabvunza mutumwa uya aitaura neni kuti, “Ko izvi zviiko nhai changamire wangu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakapindura, ndikati kumutumwa akanga achitaurirana neni, “Zvinyiko izvi, ishe wangu?”
Shona 2009?
Ipapo ndakapindura, ndikati kumutumwa akanga achitaurirana neni, "Zvinyiko izvi, ishe wangu?"
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakapindura, ndikati kumutumwa akanga achitaurirana neni, “Zviiko izvi, ishe wangu?”