Zechariah 6:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Anesimba akaɓuɗa ʋo, akatȿaka kuenda kuti apote‐pote nenyika yose; akati: Ibvai pano, mupote‐pote nenyika yose. Ipapo akapota‐pota nenyika yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mabhiza ane simba paakabuda akanga achitsvaka kuti aende nomunyika yose. Uye iye akati, “Endai munyika yose!” Saka akaenda nomunyika yose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakabuda mabhiza, aya ano chaiwo akanga asingagare zvakanaka nokuda kupinda munzira kuti apote nenyika. Ndokubva iye ati, “Chiendai mupote nenyika.” Saizvozvowo akapota nayo nyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anesimba akabudawo, akatsvaka kuenda kuti apote-pote nenyika yose; ikati, “Ibvai pano, mupote-pote nenyika yose.”
Shona 2009?
Anesimba akabudawo, akatsvaka kuenda kuti apote-pote nenyika yose; ikati, "Ibvai pano, mupote-pote nenyika yose."
Shona SUB 2002 Bible
Ane simba akabudawo, akatsvaka kuenda kuti apote–pote nenyika yose; ikati, “Ibvai pano, mupote–pote nenyika yose.”