Zechariah 6:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo akaɗanidzira kwandiri, akataura neni, aciti: Tarirai, ʋanoenda kunyika yokumsoro, ʋakanyaradza mŋeya waŋgu kunyika yokumsoro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akadanidzira kwandiri achiti, “Tarira, ayo anoenda kunyika yokumusoro, apa Mweya wangu zororo munyika yokumusoro.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akazodaidzira kwandiri achiti, “Chinzwa, vaya vanoenda kunyika yokuchamhembe vapa kuti mweya wangu uwane zororo kunyika yokuchamhembe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo akadanidzira kwandiri, akataura neni, achiti, “Tarira, vanoenda kunyika yokumusoro, vakanyaradza mweya wangu kunyika yokumusoro.”
Shona 2009?
Ipapo akadanidzira kwandiri, akataura neni, achiti, "Tarira, vanoenda kunyika yokumusoro, vakanyaradza mweya wangu kunyika yokumusoro."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo akadanidzira kwandiri, akataura neni, achiti, “Tarira, vanoenda kunyika yokumusoro, vakanyaradza mweya wangu kunyika yokumusoro.”