Zechariah 7:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino seɀaakaɗana, iʋo ʋakaramba kunzwa, saiɀoɀo iʋo ʋacaɗana ʋo, ini ndiciramba kunzwa — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“ ‘Pandakadana, havana kuteerera; saka pavakadana, handina kuvateerera,’ ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sokudaidza kwandakaita ivo vakaramba kunzwa, ndokudaidzawo kwavakazoita ini ndigokaregawo kuvateerera, ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino sezvaakadana, ivo vakaramba kunzwa, saizvozvo ivo vachadanawo, ini ndichiramba kunzwa ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo;
Shona 2009?
Zvino sezvaakadana, ivo vakaramba kunzwa, saizvozvo ivo vachadanawo ini ndicharamba kunzwa ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino sezvaakadana, ivo vakaramba kunzwa, saizvozvo ivo vachadanawo, ini ndichiramba kunzwa ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo;