Zechariah 7:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu ʋeBeti‐eri ʋakaŋga ʋatuma Sharezeri naRegemi‐mereki, naʋanhu ʋaʋo, kundokumbira nyasha kunaJehova,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemi-Mereki, pamwe chete navanhu vavo, kuti vaende kuna Jehovha
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vanhu vokuBhetieri vakanga vatumira Sharezeru naRegemereki navarume vokwavo kundoteterera kuti vaitirwe tsiye nyoro naTENZI,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemimereki, navanhu vavo, kundokumbira nyasha kuna Jehovha,
Shona 2009?
Zvino vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemimereki, navanhu vavo, kundokumbira nyasha kuna Jehovha,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu veBhetieri vakanga vatuma Sharezeri naRegemimereki, navanhu vavo, kundokumbira nyasha kuna Jehovha,