Zechariah 7:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana mucidya, kana mucinwa, hamuɀidyiri nokuɀinwira here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye pamaidya nokunwa, makanga musingangozvifadzi here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange napaya pamunodya napamunonwawo, handiti munenge muchitozvidyira nokuzvinwirawo zvenyu iyemi pachenyu?’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana muchidya, kana muchinwa, hamuzvidyiri nokuzvinwira here?’ ”
Shona 2009?
Kana muchidya, kana muchimwa, hamuzvidyiri nokuzvimwira here?'
Shona SUB 2002 Bible
Kana muchidya, kana muchinwa, hamuzvidyiri nokuzvinwira here?’ ”