Zechariah 8:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi ɀino handicazoʋi kunaʋanhu aʋa ʋakasara sapamazuʋa akare — ndiɀo ɀinotaura Jehova wehondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi zvino handichazoitiri vanhu ava vakasara sezvandakaita pamazuva akare,” ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi parizvino handichaitira chitsama chavanhu ava chakasara sapamazuva akare aya ndizvo zviri kutaura TENZI wehondo nehondo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“ ‘Asi zvino handichazovi kuna vanhu ava vakasara sapamazuva akare,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Shona 2009?
Asi zvino handichazovi kuna vanhu ava vakasara sapamazuva akare,' ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.
Shona SUB 2002 Bible
“ ‘Asi zvino handichazovi kuna vanhu ava vakasara sapamazuva akare,’ ndizvo zvinotaura Jehovha wehondo.