Zechariah 8:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino seɀamaiʋa cinhu cakatukwa pakati pendudzi dzaʋanhu, imi imba yaJuda nemi imba yaIsraeri, saiɀoɀo ndicakuponesai, muʋe cinhu cinoropafadza. Regai kutya, asi maʋoko enyu asimbe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sezvamaiva chinhu chakatukwa pakati pendudzi, imi Judha neIsraeri, saizvozvo ndichakuponesai, uye muchava chinhu chinoropafadza. Musatya, asi itai kuti maoko enyu asimbe.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uye sezvo imi manga mava chitukiso mukati memarudzi imi vemba yokwaJudha nemi vemba yokwaIsiraeri, saka ini ndichakununurai muve chikomborero. Regai kutya, simbisai maoko.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino sezvamaiva chinhu chakatukwa pakati pendudzi dzavanhu, imi imba yaJudha nemi imba yaIsiraeri, saizvozvo ndichakuponesai, muve chinhu chinoropafadza. Regai kutya, asi maoko enyu asimbe.”
Shona 2009?
Zvino sezvamaiva chinhu chakatukwa pakati pendudzi dzavanhu, imwi imba yaJudha nemwi imba yaIsiraeri, saizvozvo ndichakuponesai, muve chinhu chinoropafadza. Regai kutya, asi maoko enyu asimbe."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino sezvamaiva chinhu chakatukwa pakati pendudzi dzavanhu, imi imba yaJudha nemi imba yaIsiraeri, saizvozvo ndichakuponesai, muve chinhu chinoropafadza. Regai kutya, asi maoko enyu asimbe.”