Zechariah 8:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
saiɀoɀo ʋo ndakafuŋga mazuʋa ano kuitira Jerusarema ɀakanaka ʋuye neimba yaJuda ʋo; regai kutya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“saka zvino ndafunga kuita zvakanakazve kuJerusarema neJudha. Musatya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
saizvozvo ndarongawo mazuva ano kuti ndichiitira Jerusaremu zvakanaka nemba yokwaJudha. Regai kutya!
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
saizvozvowo ndakafunga mazuva ano kuitira Jerusaremu zvakanaka uye neimba yaJudhawo; regai kutya.
Shona 2009?
saizvozvowo ndakafunga mazuva ano kuitira Jerusaremu zvakanaka uye neimba yaJudhawo; regai kutya.
Shona SUB 2002 Bible
saizvozvowo ndakafunga mazuva ano kuitira Jerusaremu zvakanaka uye neimba yaJudhawo; regai kutya.