Zechariah 8:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Heɀi ɀinhu ɀamunofanira kuita: Mumŋe nomumŋe ŋgaareʋe ɀokwaɗi kunowokwake; toŋgai neɀokwaɗi norugare mumasuʋo enyu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi ndizvo zvinhu zvamunofanira kuita: Tauriranai chokwadi, uye tongai nezvokwadi uye nokururamisira mumatare enyu
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hezvinoi zvamunofanira kuita: “Tauriranai chokwadi. Mumatare enyu, tongai zviri pachokwadi muite zvinouyisa rugare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hezvi zvinhu zvamunofanira kuita: Mumwe nomumwe ngaareve zvokwadi kunowokwake; tongai nezvokwadi norugare mumasuo enyu;
Shona 2009?
Hezvi zvinhu zvamunofanira kuita: Mumwe nomumwe ngaareve zvokwadi kunowokwake; tongai nezvokwadi norugare mumasuo enyu;
Shona SUB 2002 Bible
Hezvi zvinhu zvamunofanira kuita: Mumwe nomumwe ngaareve zvokwadi kuno wokwake; tongai nezvokwadi norugare mumasuwo enyu;