Zechariah 8:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ndudzi zhinji dzaʋanhu namarudzi anesimba acaʋuya kuzotȿaka Jehova wehondo paJerusarema, nokukumbira nyasha kunaJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vanhu vazhinji nendudzi dzine simba vachauya kuJerusarema kuzotsvaka Jehovha Wamasimba Ose nokukumbira nyasha kwaari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Marudzi mazhinji nendudzi dzakasimba dzichauya kuzotsvaga TENZI wehondo nehondo muJerusaremu vachizoteterera kuti TENZI avanzwirewo ngoni.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, ndudzi zhinji dzavanhu namarudzi anesimba achauya kuzotsvaka Jehovha wehondo paJerusaremu, nokukumbira nyasha kuna Jehovha.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, ndudzi zhinji dzavanhu namarudzi anesimba achauya kuzotsvaka Jehovha wehondo paJerusaremu, nokukumbira nyasha kuna Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, ndudzi zhinji dzavanhu namarudzi ane simba achauya kuzotsvaka Jehovha wehondo paJerusaremu, nokukumbira nyasha kuna Jehovha.