Zechariah 8:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀanzi naJehova wehondo: Namazuʋa iwayo ʋarume ʋanegumi pandimi dzose dzendudzi dzaʋanhu ʋacaɓata ŋguʋo yomunhu uri muJuda, ʋaciti: Ticaenda nemi, nokuti takanzwa kuti Mŋari unemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, “Mumazuva iwayo varume gumi kubva kundimi dzose nendudzi dzose vachabatirira kwazvo pamupendero wenguo yomuJudha vachiti, ‘Ngatiendei tose, nokuti takanzwa kuti Mwari anewe.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvanzi naTENZI wehondo nehondo namazuva iwayo gumi ravanhu vokumarudzi endimi dzose richabata muJudha hanzu yake richiti ngatiendei nemi nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Namazuva iwayo varume vane gumi pandimi dzose dzendudzi dzavanhu vachabata nguo yomunhu ari muJudha,’ vachiti, ‘Tichaenda newe, nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.’ ”
Shona 2009?
Zvanzi naJehovha wehondo, `Namazuva iwayo varume vane gumi pandimi dzose dzendudzi dzavanhu vachabata nguo yomunhu ari muJudha,' vachiti, `Tichaenda newe, nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.' "
Shona SUB 2002 Bible
Zvanzi naJehovha wehondo, ‘Namazuva iwayo varume vane gumi pandimi dzose dzendudzi dzavanhu vachabata nguo yomunhu ari muJudha,’ vachiti, ‘Tichaenda newe, nokuti takanzwa kuti Mwari anemi.’ ”