Zechariah 8:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzira dzomuguta dzicazara naʋakomana naʋasikana ʋanotamba munzira dzaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Migwagwa yeguta ichazara navakomana navasikana vanotambamo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Migwagwawo yeguta ichange yakazaridzana vakomana navasikana vachitamba havo mumigwagwa mayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzira dzomuguta dzichazara navakomana navasikana vanotamba munzira dzaro.’
Shona 2009?
Nzira dzomuguta dzichazara navakomana navasikana vanotamba munzira dzaro.'
Shona SUB 2002 Bible
Nzira dzomuguta dzichazara navakomana navasikana vanotamba munzira dzaro.’