Zechariah 9:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cireʋo ceshoko raJehova pamsoro penyika yeHadraki, ʋuye paDamasko ndi’po paricagara; nokuti ziso raJehova rinotarira ʋanhu nendudzi dzose dzaIsraeri;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shoko raJehovha rinorwisana nenyika yeHadhiraki uye richagara pamusoro peDhamasiko, nokuti meso avanhu naamarudzi ose eIsraeri ari pana Jehovha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hechinoi chirevo. Shoko raTENZI rakanangana nenyika yeHadhiraki uye richasvikawo kuDhamasikusi nokuti maziso avanhu anototarisira kuna TENZI sezvinongoitawo madzinza ose eIsiraeri
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro penyika yeHadhiraki, uye paDhamasiko ndipo parichagara; nokuti ziso raJehovha rinotarira vanhu nendudzi dzose dzaIsiraeri;
Shona 2009?
Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro penyika yeHadhiraki, uye paDhamasiko ndipo parichagara; nokuti ziso raJehovha rinotarira vanhu nendudzi dzose dzaIsiraeri;
Shona SUB 2002 Bible
Chirevo cheshoko raJehovha pamusoro penyika yeHadhiraki, uye paDhamasikosi ndipo parichagara; nokuti ziso raJehovha rinotarira vanhu nendudzi dzose dzaIsiraeri;