Zechariah 9:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicabvisa ropa rake mumuromo make, neɀinonyaŋgadza ɀake ɀiri pakati pameno ake; iye ʋo ucasarira Mŋari weɗu; ucaʋa somucinda paJuda, ʋuye Ekroni somuJebusi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichabvisa ropa pamiromo yavo, kudya kusingabvumirwi pakati pamazino avo. Vaya vakasara vachava vanhu vaMwari wedu uye vachava vatungamiri muJudha, uye Ekironi achava savaJebhusi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichaibvisa nyama ine ropa mukanwa mayo nezvakan'ora zvayo mumazino mayo naiyowo ichava chitsama chavanhu vakasara chaMwari wedu. Ichavawo seimwe imba yomudzinza rokwaJudha Ekironi ichaita hwevanhu vokuJebhusi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichabvisa ropa mumuromo make, nezvinonyangadza zvake zviri pakati pameno ake; iyewo achasarira Mwari wedu; achava somuchinda paJudha, uye Ekironi somuJebhusi.
Shona 2009?
"Ndichabvisa ropa mumuromo make, nezvinonyangadza zvake zviri pakati pameno ake; iyewo achasarira Mwari wedu; achava somuchinda paJudha, uye Ekironi somuJebhusi.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichabvisa ropa mumuromo make, nezvinonyangadza zvake zviri pakati pameno ake; iyewo achasarira Mwari wedu; achava somuchinda paJudha, uye Ekironi somuJebhusi.