Zechariah 9:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicakomberedza imba yaŋgu nemisasa ndidziʋirire hondo, kurege kuʋa nomunhu unopfuʋura napo kana kudzoka napo; hakuŋgazoʋi nomumanikidzi unofamba napo; nokuti ɀino ndaɀiʋona nameso aŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ndichadzivirira imba yangu pavarwi vanoirwisa. Hapachazovizve nomumanikidzi angakunda vanhu vangu, nokuti zvino ndiri kugara ndakatarira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndipo pandichaita musasa pamba pangu somuchengetedzi kuti parege kuwana munhu anodzengererapo. Hakuna mudzvinyiriri achazombovakurira nokuti ndazvionera zvino namaziso angu aya.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichakomberedza imba yangu nemisasa ndidzivirire hondo, kurege kuva nomunhu anopfuura napo kana kudzoka napo; hakungazovi nomumanikidzi anofamba napo; nokuti zvino ndazviona nameso angu.”
Shona 2009?
Ndichakomberedza imba yangu nemisasa ndidzivirire hondo, kurege kuva nomunhu anopfuura napo kana kudzoka napo; hakungazovi nomumanikidzi anofamba napo; nokuti zvino ndazviona nameso angu."
Shona SUB 2002 Bible
Ndichakomberedza imba yangu nemisasa ndidzivirire hondo, kurege kuva nomunhu anopfuura napo kana kudzoka napo; hakungazovi nomumanikidzi anofamba napo; nokuti zvino ndazviona nameso angu.”