Zephaniah 1:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino neŋguʋa iyo ndicanɀera Jerusarema nemŋenje; ndicaroʋa ʋarume ʋagere pamasese aʋo, ʋanoti mumŋoyo yaʋo: Jehova haaŋgaiti ɀakanaka, ʋuye haaŋgaiti ɀakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Panguva iyoyo ndichanzvera Jerusarema nomwenje; uye ndicharanga vaya vagere zvavo, vakaita sewaini yakasiyiwa mumasese ayo, vanofunga kuti, ‘Jehovha hapana zvaangaita, zvakanaka kana zvakaipa.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Panguva iyoyo ndichatsvaka nerambi muJerusaremu ndichiranga vanhu ivavo vane manzvengeredzero avo vanozviti nechomumwoyo, ‘Tenzi hapana zvaanomboita, zvakanaka kana zvakaipa.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino nenguva iyo ndichanzvera Jerusaremu nemwenje; ndicharova varume vagere pamasese avo, vanoti mumwoyo yavo, ‘Jehovha haangaiti zvakanaka, uye haangaiti zvakaipa.’
Shona 2009?
Zvino nenguva iyo ndichanzvera Jerusaremu nemwenje; ndicharova varume vagere pamasese avo, vanoti mumwoyo yavo, `Jehovha haangaiti zvakanaka, uye haangaiti zvakaipa.'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino nenguva iyo ndichanzvera Jerusaremu nemwenje; ndicharova varume vagere pamasese avo, vanoti mumwoyo yavo, ‘Jehovha haangaiti zvakanaka, uye haangaiti zvakaipa.’