Zephaniah 1:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋuyisira ʋanhu kumanikidzwa, kuti ʋafambe samapofu, nokuti ʋakatadzira Jehova; ropa raʋo ricaɗururwa seguruʋa, nenyama yaʋo sendoʋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichauyisa kudzungaira pavanhu uye vachafamba samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha. Ropa ravo richadururwa seguruva, uye nyama yavo sendove.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichaonesa vanhu nhamo zvokutofamba samapofu zvawo nokuti vakatadzira Tenzi. Ropa ravo richanyatsowodzvorwa seguruva uye nyama yavo sendove.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichauyisira vanhu kumanikidzwa, kuti vafambe samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha; ropa ravo richadururwa seguruva, nenyama yavo sendove.
Shona 2009?
"Ndichauyisira vanhu kumanikidzwa, kuti vafambe samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha; ropa ravo richadururwa seguruva, nenyama yavo sendove.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichauyisira vanhu kumanikidzwa, kuti vafambe samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha; ropa ravo richadururwa seguruva, nenyama yavo sendove.