Zephaniah 1:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaparadza cose ɀinhu ɀose ɀiri pasi pose — ndiɀo ɀinotaura Jehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndichatsvaira zvose kubva pamusoro penyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndichaparadza chose zvinhu zvose zviri pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona 2009?
"Ndichaparadza chose zvinhu zvose zviri pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndichaparadza chose zvinhu zvose zviri pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha.