Zephaniah 2:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiɀo ɀaʋacapiwa nokuɗa kwokuɀikudza kwaʋo, nokuti ʋakaɀidza ʋanhu ʋaJehova wehondo nokuɀikudza kwaʋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Izvi zvavachawana nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakatuka uye vakadadira vanhu vaJehovha Wamasimba Ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iwoyu ndouchava mubayiro wavo wokuzvikudza kwavo nokuti vaishora nokudadira vanhu vaTenzi wehondo nehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndizvo zvavachapiwa nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakazvidza vanhu vaJehovha wehondo nokuzvikudza kwavari.
Shona 2009?
"Ndizvo zvavachapiwa nokuda kokuzvikudza kwavo, nokuti vakazvidza vanhu vaJehovha wehondo nokuzvikudza kwavari.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndizvo zvavachapiwa nokuda kwokuzvikudza kwavo, nokuti vakazvidza vanhu vaJehovha wehondo nokuzvikudza kwavari.