Zephaniah 2:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucatambanudzira ruʋoko rwake kurutiʋi rwokumsoro, ndokuparadza Asiria; Nineve ucariita ɗoŋgo, riwome serenje.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achatambanudza ruoko rwake kuti arwise nyika yokumusoro agoparadza Asiria, achasiya Ninevhe rava dongo zvachose uye raoma segwenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye achasumudzira vokuchamhembe shamhu yoruoko rwake agoparadza Asiria Ninivhe achisiya yava dongo renje zvaro rakaoma rakaita segwenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achatambanudzira ruoko rwake kurutivi rwokumusoro, ndokuparadza Asiria; Ninivhe achariita dongo, riome serenje.
Shona 2009?
Achatambanudzira ruoko rwake kurutivi rwokumusoro, ndokuparadza Asiria; Ninivhe achariita dongo, riome serenje.
Shona SUB 2002 Bible
Achatambanudzira ruoko rwake kurutivi rwokumusoro, ndokuparadza Asiria; Ninivha achariita dongo, riome serenje.