Zephaniah 2:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Gaza ricasiyiwa, Ashkeroni ricaitwa ɗoŋgo; ʋacadziŋga Ashdodi masikati makuru, Ekroni ricadzurwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gaza richasiyiwa uye Ashikeroni richasiyiwa rava dongo. Pamasikati makuru Ashidhodhi richasiyiwa risisina chinhu uye Ekironi radzurwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chikonzero chacho ndechokuti: Gaza iyi ichatizwa uye Ashikeroni ichava dongo zvaro vanhu veAshidhodhi vachadzingwa zuva rakacheka nyika, uye Ekironi ichadzipurwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti Gaza richasiyiwa, Ashikeroni richaitwa dongo; vachadzinga Ashidhodhi masikati makuru, Ekironi richadzurwa.
Shona 2009?
"Nokuti Gaza richasiyiwa, Ashikeroni richaitwa dongo; vachadzinga Ashidhodhi masikati makuru, Ekironi richadzurwa.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti Gaza richasiyiwa, Ashikeroni richaitwa dongo; vachadzinga Ashidhodhi masikati makuru, Ekironi richadzurwa.