Zephaniah 2:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakanzwa kuɀidza kwaMoabi, nokutuka kwaʋana ʋaAmoni, kwaʋakaɀidza nako ʋanhu ʋaŋgu, ʋaciita manyawi pamuganho waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndakanzwa kutuka kwaMoabhu nokuzvidza kwavaAmoni, avo vakatuka vanhu vangu uye vakatyisidzira nyika yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndakanzwa ini kunyomba kweMoabhu nokutuka kwavaAmoni kutuka kwavakaita vanhu vangu vachidadira nyika yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Ndakanzwa kuzvidzwa kwaMoabhi, nokutuka kwavana vaAmoni, kwavakazvidza nako vanhu vangu, vachiita manyawi pamuganho wavo.
Shona 2009?
"Ndakanzwa kuzvidzwa kwaMoabhi, nokutuka kwavana vaAmoni, kwavakazvidza nako vanhu vangu, vachiita manyawi pamuganhu wavo.
Shona SUB 2002 Bible
“Ndakanzwa kuzvidzwa kwaMoabhu, nokutuka kwavana vaAmoni, kwavakazvidza nako vanhu vangu, vachiita manyawi pamuganho wavo.