Zephaniah 3:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakasara ʋaIsraeri haʋaŋgaiti ɀakaipa, kana kureʋa nhema; rurimi runonyeŋgera haruŋgawanikwi mumiromo yaʋo; nokuti ʋacafura nokuʋata pasi, hakuna‐uŋgaʋatyisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vakasara vaIsraeri havangaiti zvakaipa; havangarevi nhema, uye kunyengera hakuzowanikwi mumiromo yavo. Vachadya uye vagorara pasi, uye hapana angavatyisa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu vanenge vasara muIsiraeri havana uipi hwavachazoita kana kureva nhema. Mumuromo mavo hamuchazowanikwa rurimi rune unyengedzi nokuti vacharara zvavo kusina anovatyityidzira.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakasara vaIsiraeri havangaiti zvakaipa, kana kureva nhema; rurimi runonyengera harungawanikwi mumiromo yavo; nokuti vachafura nokuvata pasi, hakuna angavatyisa.
Shona 2009?
Vakasara vaIsiraeri havangaiti zvakaipa, kana kureva nhema; rurimi runonyengera harungawanikwi mumiromo yavo; nokuti vachafura nokuvata pasi, hakuna angavatyisa.
Shona SUB 2002 Bible
Vakasara VaIsiraeri havangaiti zvakaipa, kana kureva nhema; rurimi runonyengera harungawanikwi mumiromo yavo; nokuti vachafura nokuvata pasi, hakuna angavatyisa.