Zephaniah 3:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋuŋganidza ʋanocemera ʋuŋgano yakatarwa, iʋo ʋaibva kwamuri, ʋairemerwa nokuɀidzwa kwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Matambudziko emitambo yakatarwa ndichaabvisa kwauri; iwo mutoro nokuzvidzwa kwauri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
sezvinoitwa pazuva guru.” “Ndichakubvisira nhamo pauri zvokuti hauzonyara nazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichaunganidza vanochemera ungano yakatarwa, ivo vaibva kwamuri, vairemerwa nokuzvidzwa kwavo.
Shona 2009?
Ndichaunganidza vanochemera ungano yakatarwa, ivo vaibva kwamuri, vairemerwa nokuzvidzwa kwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichaunganidza vanochemera ungano yakatarwa, ivo vaibva kwamuri, vairemerwa nokuzvidzwa kwavo.