Zephaniah 3:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Harina‐kuterera inzwi, harina‐kutenda kuraŋgwa, harina‐kuʋimba naJehova, harina‐kusweɗera kunaMŋari waro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Harina warinoteerera, harigamuchiri kudzorwa. Harivimbi naJehovha, hariswederi pedyo naMwari waro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hakuna izwi rarinoteerera, indambakuudzwa zvayo yeguta. Harivimbi naTenzi hariswederiwo pedyo naMwari waro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Harina kuteerera izwi, harina kutenda kurangwa, harina kuvimba naJehovha, harina kuswedera kuna Mwari waro.
Shona 2009?
Harina kuteerera izwi, harina kutenda kurangwa, harina kuvimba naJehovha, harina kuswedera kuna Mwari waro.
Shona SUB 2002 Bible
Harina kuteerera izwi, harina kutenda kurangwa, harina kuvimba naJehovha, harina kuswedera kuna Mwari waro.