Zephaniah 3:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaprofita ʋaro ʋanhu ʋakareruka ʋanonyeŋgera; ʋaprista ʋaro ʋakamhura nɀimbo tȿene, ʋakaitira murairo simba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vaprofita vavo vanozvikudza; vanhu vanonyengera. Vaprista varo vanozvidza nzvimbo tsvene uye vanoputsa murayiro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vaporofita varo havana hunhu, vanhu vasina kutendeka. Vapristi varo vanon'oresa zvinhu zvinoera vachityora havo mutemo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vaporofita varo vanhu vakareruka vanonyengera; vapristi varo vakamhura nzvimbo tsvene, vakaitira murayiro simba.
Shona 2009?
Vaporofita varo vanhu vakareruka vanonyengera; vaprista varo vakamhura nzvimbo tsvene, vakaitira murayiro simba.
Shona SUB 2002 Bible
Vaporofita varo vanhu vakareruka vanonyengera; vapristi varo vakamhura nzvimbo tsvene, vakaitira murairo simba.