Zephaniah 3:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova uri mukati maro wakarurama, haaŋgaiti ɀakaipa; zuʋa rimŋe nerimŋe maŋgwanani unoɓuɗisa pacena kururamisa kwake, asiŋgaɗariki; asi usina‐kururama haaziʋi kunyara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ari mariri mutsvene; haaiti zvakaipa. Mangwanani oga oga anotonga nokururamirisa kwake, zuva rimwe nerimwe idzva anoriuyisa, asi vasakarurama havanyari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ari mukati maro akarurama, hapana chaanokanganisa. Mangwanani ari wose anoratidza ruenzaniso rwake, mambakwedza oga oga haakundikani. Asi vanhu vasina ruenzaniso havazivi chinonzi kunyara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha uri mukati maro akarurama, haangaiti zvakaipa; zuva rimwe nerimwe mangwanani anobudisa pachena kururamisa kwake, asingadariki; asi asina kururama haazivi kunyara.
Shona 2009?
Jehovha uri mukati maro akarurama, haangaiti zvakaipa; zuva rimwe nerimwe mangwanani anobudisa pachena kururamisa kwake, asingadariki; asi asina kururama haazivi kunyara.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha uri mukati maro akarurama, haangaiti zvakaipa; zuva rimwe nerimwe mangwanani anobudisa pachena kururamisa kwake, asingadariki; asi asina kururama haazivi kunyara.