Zephaniah 3:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo, ndimirirei — ndiɀo ɀinotaura Jehova — kuȿikira zuʋa randicasimuka kuzopamba; nokuti ndatoŋga kuti ndicaʋuŋganidza ndudzi dzaʋanhu, kuti ndikokere ʋushe bgose, ndiɗire pamsoro paʋo hasha dzaŋgu, iko kutsamŋa kwaŋgu kukuru; nokuti nyika yose icapedzwa nomŋoto wegoɗo raŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Naizvozvo ndimirirei,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “zuva randichasimuka kuti ndigopupura. Ndafunga kuunganidza ndudzi, kuunganidza ushe hwose uye nokudurura hasha dzangu pavari, kutsamwa kukuru kwangu kwose. Nyika yose ichaparadzwa nomoto wegodo rokutsamwa kwangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Naizvozvo chindimirirai,” ndizvo zvinotaura Tenzi mumirire zuva randichasimuka sechapupu nokuti chandiri kufunga ndechokuunganidza marudzi nokukokorodza dzinyika kuti ndipedzere pavari shungu dzangu, kuviruka kwangu kwose nehasha nokuti nyika yose icharoromeswa mumoto wehasha dzeshanje yangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo, ndimirirei ndizvo zvinotaura Jehovha kusvikira zuva randichasimuka kuzopamba; nokuti ndatonga kuti ndichaunganidza ndudzi dzavanhu, kuti ndikokere ushe hwose, ndidire pamusoro pavo hasha dzangu, iko kutsamwa kwangu kukuru; nokuti nyika yose ichapedzwa nomoto wegodo rangu.
Shona 2009?

Shona SUB 2002 Bible