Zephaniah 3:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti neŋguʋa iyo ndicaʋigira ʋanhu rurimi rwakacena, kuti ʋose ʋaɗane zita raJehova, ʋamushumire nomŋoyo mumŋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ipapo ndichachenesa miromo yavanhu, kuti vose zvavo vadane kuzita raJehovha uye vamushumire nomwoyo mumwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Eeka panguva iyoyo ndichapindura matauriro evechirudzi kuti vaite mutauriro mutsvene kuitira kuti vose zvavo vanamate zita raTenzi vamushandire nemwoyo mumwechete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti nenguva iyo ndichavigira vanhu rurimi rwakachena, kuti vose vadane zita raJehovha, vamushumire nomwoyo mumwe.
Shona 2009?
"Nokuti nenguva iyo ndichavigira vanhu rurimi rwakachena, kuti vose vadane zita raJehovha, vamushumire nomwoyo mumwe.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti nenguva iyo ndichavigira vanhu rurimi rwakachena, kuti vose vadane zita raJehovha, vamushumire nomwoyo mumwe.