bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Titus 3
Titus 3
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
1
Uʋayeʋudzire kuti ʋaɀiise pasi paʋaɓati naʋanesimba, kuti ʋaterere, kuti ʋaʋe ʋanhu ʋakaɀigadzira kuɓata maɓasa ose akanaka,
2
ʋarege kureʋera mumŋe ɀakaipa, ʋarege kuʋa negakaʋa, ʋaʋe ʋanyoro, ʋaitire ʋanhu ʋose ʋunyoro bgose.
3
Nokuti nesu ʋo kare taiʋa ʋokusafuŋga, tisiŋgatereri, takarashika, tiri ʋaranda ʋokuciʋa kuzhinji naʋeɀose ɀinofadza, tigere mukati mokushata negoɗo, ticiʋeŋgwa, ticiʋeŋgana.
4
Asi ʋunyoro bgaMŋari, Muponesi weɗu, noruɗo rwake kuʋanhu, ɀakati ɀaʋonekwa,
5
wakatiponesa, asiŋgaɀiiti nokuɗa kwamaɓasa akarurama, atakaŋga taita isu, asi nokuɗa kwenyasha dzake, nenzira yokushambidzwa kwokuɓerekwa kutȿa, nokuʋandudzwa noMŋeya Mutȿene,
6
waakaɗurura aciwanza pamsoro peɗu, naJesu Kristu Muponesi weɗu,
7
kuti isu, taruramiswa nenyasha dzake, tiitwe ʋadyi ʋenhaka nokuɗa kwetariro yoʋupenyu bgusiŋgaperi.
8
Ishoko raɀokwaɗi, ʋuye ndinoɗa kuti usimbise kwaɀo ɀinhu iɀi, ɀokuti aʋo ʋakatenda Mŋari ʋacenjere kuti ʋarambe ʋaciita maɓasa akanaka. Ndiɀo ɀakanaka, ɀinoɓatsira ʋanhu;
9
asi unɀeŋge mibvunzo yoʋupenzi, namazita amadziteteguru, negakaʋa, nokukakaʋara pamsoro pomurairo, nokuti haɀinamaturo, haɀineɓasa.
10
Munhu unodzidzisa ɀakatsauka, kana arairwa kamŋe norwecipiri, umurambe,
11
ɀaunoziʋa kuti wakaɗaro wakatsauka, unotadza, waɀipa mhoȿa amene.
12
Kana ndicituma Artema kwauri, kana Tikiko, ushiŋgaire kuʋuya kwandiri Nikopori; nokuti ndakati ndicagara cando ikoko.
13
Zenasi, muɗudziri womurairo, naAporo, uʋaise ɀakanaka parwendo, ʋarege kushaiwa cinhu.
14
Ʋanhu ʋeɗu ŋgaʋadzidze ʋo kuramba ʋaciita maɓasa akanaka, kuti ʋaɓatsire panoshaikwa ɀinofanira kuʋa’po, kuti ʋarege kuʋa ʋanhu ʋasineɀiɓereko
15
Ʋose ʋari kwandiri ʋanokukwazisa. Ndi kwazisire aʋo ʋanotiɗa pakutenda. Nyasha ŋgadziʋe nemi mose.
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
All chapters:
1
2
3