bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona SUB 2002 Bible
/
1 Chronicles 6
1 Chronicles 6
Shona SUB 2002 Bible
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 7 →
1
Vanakomana vaRevhi: Gerishoni, naKohati, naMerari;
2
navanakomana vaKohati: Amirami, naIshari, naHebhuroni; naUzieri,
3
Vanakomana vaAmirami: Aroni, naMosesi, naMiriami. Vanakomana vaAroni: Nadhabhi, naAbhihu, naEriyazari, naItamari.
4
Eriyazari akabereka Finiasi, Finiasi akabereka Abhishua,
5
Abhishua akabereka Bhuki, Bhuki akabereka Uzi,
6
Uzi akabereka Zerahiya, Zerahiya akabereka Merayoti,
7
Merayoti akabereka Amaria, Amaria akabereka Ahitubhi,
8
Ahitubhi akabereka Zadhoki, Zadhoki akabereka Ahimaazi,
9
Ahimaazi akabereka Azaria, Azaria akabereka Johanani,
10
Johanani akabereka Azaria, (ndiye waibata basa romupristi muimba yakavakwa naSoromoni paJerusaremu;)
11
Azaria akabereka Amaria Amaria akabereka Ahitubhi,
12
Ahitubhi akabereka Zadhoki, Zadhoki akabereka Sharumi,
13
Sharumi akabereka Hirikia Hirikia akabereka Azaria,
14
Azaria akabereka Seraya, Seraya akabereka Jehozadhaki,
15
Jehozadhaki akatapwa, nguva yakatapa Jehovha Judha neJerusaremu noruoko rwaNebhukadhineza.
16
Vanakomana vaRevhi, Gerishomi, naKohati, naMerari.
17
Mazita avanakomana vaGerishomi ndiwo: Ribhini naShimei.
18
Vanakomana vaKohati: Amirami, naIshari, naHebhuroni, naUzieri;
19
navanakomana vaMerari: Mari, naMushi. Uye ndidzo dzimba dzavaRevhi, nedzimba dzamadzibaba avo.
20
VaGerishoni: Ribhini mwanakomana wake, naJahati mwanakomana wake, naZima mwanakomana wake,
21
naJoa mwanakomana wake, naIdho mwanakomana wake, naZera mwanakomana wake, naJeaterai mwanakomana wake.
22
Vanakomana vaKohati: Aminadhabhu mwanakomana wake, naKora mwanakomana wake, naAsiri mwanakomana wake,
23
naErikana mwanakomana wake, naAbhiasafi mwanakomana wake, naAsiri mwanakomana wake,
24
naTahati mwanakomana wake, naUrieri mwanakomana wake, naUzi mwanakomana wake, naShauri mwanakomana wake.
25
Vanakomana vaErikana: Amasai, naAhimoti.
26
Vanakomana vaErikana: Zofai mwanakomana wake, naNahati mwanakomana wake,
27
naEriabhi mwanakomana wake, naErikana mwanakomana wake.
28
Vanakomana vaSamueri: wedangwe Joeri, nowechipiri Abhija.
29
Vanakomana vaMerari: Mari, naRibhini mwanakomana wake, naUza mwanakomana wake,
30
naShimira mwanakomana wake, naHagia mwanakomana wake, naAsaya mwanakomana wake.
31
Uye ava ndivo vakagadzwa naDhavhidhi kuzofambisa basa rokuimba mumba maJehovha, mushure mokuti areka yawana pokuzorora.
32
Vaishumira pakuimba pamberi petabhenekari yetende rokusangana, kusvikira Soromoni avaka imba yaJehovha paJerusaremu; vakamira pabasa ravo, sezvavakanga vagoverwa napo.
33
Ndivo vaimirapo navakomana vavo; kuvanakomana vaKohati: Hemani muimbi, mwanakomana waJoeri, mwanakomana waSamueri;
34
mwanakomana waErikana, mwanakomana waJehorami, mwanakomana waErieri, mwanakomana waToa;
35
mwanakomana waZufi, mwanakomana waErikana, mwanakomana waMahati, mwanakomana waAmasai;
36
mwanakomana waErikana, mwanakomana waJoeri, mwanakomana waAzaria, mwanakomana waZefaniya,
37
mwanakomana waTahati, mwanakomana waAsiri, mwanakomana waEbhiasafi, mwanakomana waKora;
38
mwanakomana waIshari, mwanakomana waKohati, mwanakomana waRevhi, mwanakomana waIsiraeri.
39
Munun'una wake Asafi, akanga amire kurudyi rwake, iye Asafi mwanakomana waBherekia, mwanakomana waShimia;
40
mwanakomana waMikaeri, mwanakomana waBhaaseya, mwanakomana waMarikija;
41
mwanakomana waItini, mwanakomana waZera, mwanakomana waAdhaya;
42
mwanakomana waEtani, mwanakomana waZima, mwanakomana waShimeri;
43
mwanakomana waJahati, mwanakomana waGerishomi, mwanakomana waRevhi.
44
Kurubhoshwe rwavo, hama dzavo ivo vanakomana vaMerari: Etani mwanakomana waKishi, mwanakomana waAbhidhi, mwanakomana waMaruki;
45
mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waAmazia, mwanakomana waHirikia;
46
mwanakomana waAmuzi, mwanakomana waBhani, mwanakomana waShemeri;
47
mwanakomana waMari, mwanakomana waMushi, mwanakomana waMerari, mwanakomana waRevhi.
48
Hama dzavo ivo vaRevhi ndivo vakagoverwa mabasa ose patabhenekari yeimba yaJehovha.
49
Asi Aroni navanakomana vake vaibayira paatari yezvipiriso zvinopiswa, napaatari yezvinonhuwira, vaibata mabasa ose apanzvimbo tsvene–tsvene, nokuyananisira Isiraeri, vachiita zvose zvakarairwa naMosesi muranda waMwari.
50
Vanakomana vaAroni ndivo: Eriazari mwanakomana wake, naFiniasi mwanakomana wake, naAbhishua mwanakomana wake;
51
naBhuki mwanakomana wake, naUzi mwanakomana wake, naZerahiya mwanakomana wake;
52
naMerayoti mwanakomana wake, naAmaria mwanakomana wake, naAhitubhi mwanakomana wake;
53
naZadhoki mwanakomana wake, naAhimaazi mwanakomana wake.
54
Kwavaigara, kwavaidzika matende avo panyika yavo, ndiko, vanakomana waAroni, vedzimba dzavaKohati, nokuti ndivo vakatanga kugoverwa,
55
ivo vakapiwa Hebhuroni panyika yaJudha, namafuro aro akanga akapoteredza;
56
asi minda yeguta, nemisha yaro, yakapiwa Karebhu mwanakomana waJefune.
57
Vanakomana vaAroni vakapiwa maguta outiziro, aiti: Hebhuroni, neRibhina namafuro awo, neJatiri, neEshitemoa namafuro awo;
58
neHireni namafuro aro, neDhebhiri namafuro aro;
59
neAshani namafuro aro, neBheti-shemeshi namafuro aro.
60
Uye vorudzi rwaBhenjamini: Gebha namafuro aro, neArimeti namafuro aro, neAnatoti namafuro aro. Maguta avo ose pakati pedzimba dzavo dzose, aiva maguta ane gumi namatatu.
61
Vamwe vanakomana vaKohati vakapiwa nemijenya maguta ane gumi pakati pehafu yorudzi rwaManase, iyo hafu yaManase.
62
Vanakomana vaGerishomi nedzimba dzavo, vorudzi rwaIsakari, novorudzi rwaAsheri, novorudzi rwaNafutari, novorudzi rwaManase paBhashani, vakapiwa maguta ane gumi namatatu.
63
Vanakomana vaMerari nedzimba dzavo vakapiwa nemijenya vorudzi rwaRubheni, novorudzi rwaGadhi, novorudzi rwaZebhuruni, maguta ane gumi namaviri.
64
Vana VaIsiraeri vakapa vaRevhi maguta namafuro awo.
65
Vakavapa nemijenya maguta iwayo akarehwa mazita awo vorudzi rwavana vaJudha, novorudzi rwavana vaSimioni, novorudzi rwavana vaBhenjamini.
66
Asi vamwe vedzimba dzavana vaKohati vakanga vana maguta panyika yavo, vorudzi rwaEfuremu.
67
Vakavapa maguta noutiziro, aiti: Shekemu kunyika yamakomo aEfuremu namafuro aro, neGezeru namafuro aro;
68
neJokimeami namafuro aro, neBhetihoroni namafuro aro,
69
neAjaroni namafuro aro, neGatirimoni namafuro aro;
70
vehafu yorudzi rwaManase vakapiwa Aneri namafuro aro, ndizvo zvakapiwa vamwe veimba yavana vaKohati.
71
Vanakomana vaGerishomi vakapiwa pakati peimba yehafu yorudzi rwaManase, Gorani paBhashani namafuro aro, neAshitaroti namafuro aro;
72
novorudzi rwaIsakari: Kedheshi namafuro aro, neDhabherati namafuro aro,
73
neRamoti namafuro aro, neAnemi namafuro aro;
74
novorudzi rwaAsheri: Mashari namafuro aro, neAbhidhoni namafuro aro;
75
neHukoki namafuro aro, neRehobhi namafuro aro,
76
novorudzi rwaNafutari: Kedheshi paGarire namafuro aro, neHamoni namafuro aro, neKiriataimi namafuro aro.
77
Vamwe vavaRevhi, ivo vanakomana vaMerari, vakapiwa vorudzi rwaZebhuruni: Rimono namafuro aro, neTabhori namafuro aro;
78
uye mhiri kwaJodhani paJeriko, kumabvazuva aJodhani, vorudzi rwaRubheni, vakapiwa Bhezeri riri kurenje namafuro aro, neJaza namafuro aro,
79
neKedhemoti namafuro aro, neMefati namafuro aro;
80
novorudzi rwaGadhi: Ramoti-giriyadhi namafuro aro, neMahanaimu namafuro aro,
81
neHeshibhoni namafuro aro, neJazeri namafuro aro.
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 7 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29