bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona SUB 2002 Bible
/
Job 37
Job 37
Shona SUB 2002 Bible
← Chapter 36
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 38 →
1
Zvirokwazvo mwoyo wangu unovhunduswawo pamusoro paizvozvi, Uchibviswa panzvimbo yawo.
2
Teererai kutinhira kwezwi rake, Nokuwunga kunobva pamuromo wake.
3
Anokutuma pasi pedenga rose, Nemheni yake kusvikira pamagumisiro enyika.
4
Inoteverwa nezwi rinodzvova, Anotinhira nezwi roumambo hwake. Haazvidzivisi kana izwi rake richinzwika.
5
Mwari anotinhira nezwi rake rinoshamisa; Anoita zvinhu zvikuru zvatisingagoni kunzwisisa.
6
Nokuti anoti kuchando, “Chiwira panyika;” Saizvozvowo kumvura inopfunha–pfunha, Uyewo kumvura inoturuka nesimba.
7
Anodzivisa ruoko rwomunhu mumwe nomumwe, Kuti vanhu vose vaakaita vamuzive.
8
Panguva iyo zvikara zvinondovanda, Zvichirambira mumapako azvo.
9
Dutu remhepo rinobuda pakamuri rezasi; Nechando kurutivi rwokumusoro.
10
Mazaya echando anopiwa vanhu nomweya waMwari; Uye mvura mhami inogwamba.
11
Anozadza makore matema nomwando, Anodadanura gore rine mheni yake.
12
Rinotendeudzwa nokufambisa kwake, Kuti zviite zvose zvaanozviraira Panyika inogarwa navanhu;
13
Anoituma kuti zvimwe ive shamhu, zvimwe ifadze nyika yake, zvimwe iratidze tsitsi yake.
14
Teererai shoko iri, nhasi Jobho; Chimbomirai murangarire mabasa anoshamisa aMwari.
15
Ko munoziva marairirwo azvo naMwari here, Nokupenyiswa kwemheni yegore rake here?
16
Munoziva maturikirwo amakore here, Namabasa anoshamisa aiye akwana pazivo here?
17
Munonzwisisa madziyiro enguo dzenyu, Kana nyika yakagadzikana nemhepo inobva zasi here?
18
Ko mungagona kudadanura denga pamwechete naye, Iro rakasimba sechioni–oni chakaumbwa here?
19
Tidzidzisei zvatingareva kwaari; Nokuti hatigoni kunyatsoreva nemhaka yerima.
20
Ko iye anofanira kuudzwa kuti ndinoda kutaura here? Kana ndianiko munhu anoda kumedzwa?
21
Zvino vanhu havagoni kutarira chiedza chinopenya kudenga; Asi mhepo ichapfuura, ndokurinatsa.
22
Kunaka sokwendarama kunobva kurutivi rwokumusoro; Mwari ano umambo unotyisa kwazvo.
23
Kana ari waMasimbaose, hatigoni kumunzwisisa; ane simba guru–guru; Haangatambudzi pakutonga nokururama kukuru.
24
Saka vanhu vanomutya; Haane hanya navane mwoyo yakachenjera.
← Chapter 36
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 38 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42