bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
/
1 Chronicles 25
1 Chronicles 25
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
← Chapter 24
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 26 →
1
Dhavhidhi, pamwe chete navatungamiri vehondo: vakatsaura vamwe vavanakomana vaAsafi, Hemari naJedhutuni kuti vaite ushumiri hwokuprofita kuchiridzwa mbira, mitengeranwa namakandira. Aya ndiwo mazita avarume vaiita basa iri.
2
Kubva kuvanakomana vaAsafi: Zakuri, Josefa, Netania naAsarera. Vanakomana vaAsafi vaitungamirirwa naAsafi uyo aiprofita achitungamirirwa namambo.
3
Kana ari Jedhutuni, kuvanakomana vake: Gedharia, Zeri, Jeshaya, Shimei, Hashabhia naMatitia, vatanhatu pamwe chete, vachitungamirirwa nababa vavo Jedhutuni uyo aiprofita achishandisa mbira mukuvonga nokurumbidza Jehovha.
4
Kana ari Hemani, kubva kuvanakomana vake: Bhukia, Matania, Uzieri, Shubhaeri naJerimoti; Hanania, Hanani, Eriata, Gidhariti naRomamitiEzeri; Joshibhekasha, Maroti, Hotiri naMahazioti.
5
Vose ava vaiva vanakomana vaHemani muoni wamambo. Akavapiwa kubudikidza nezvivimbiso zvaMwari kuti amukudze. Mwari akapa Hemani vanakomana gumi navana, navanasikana vatatu.
6
Varume vose ava vaitungamirirwa namadzibaba avo, mukuimba mutemberi yaJehovha, namakandira nemitengeranwa nembira, kuti vaite ushumiri paimba yaMwari. Asafi, Jedhutuni naHemani vaiva pasi pamambo.
7
Pamwe chete nehama dzavo, vose vakadzidzira uye vakava nyanzvi mukuimbira Jehovha, vaisvika mazana maviri amakumi masere ana vasere.
8
Vaduku navakuru pamwe chete, mudzidzisi pamwe chete nomudzidzi, vakakanda mijenya pakupiwa mabasa avo.
9
Mujenya wokutanga waiva waAsafi, wakawira pana Josefa, vanakomana vake nehama dzake, gumi navaviri; wechipiri kuna Gedharia, iye nehama dzake navanakomana vake— gumi navaviri;
10
wechitatu kuna Zakari, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
11
wechina kuna Iziri, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
12
wechishanu kuna Netania, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
13
wechitanhatu kuna Bhukia, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
14
wechinomwe kuna Jesarera, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
15
worusere kuna Jeshaya, vanakomana vake nehama dzake— navaviri;
16
wepfumbamwe kuna Matania, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
17
wegumi kuna Shimei, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
18
wegumi nomumwe kuna Azareri, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
19
wegumi nemiviri kuna Hashabhia, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
20
wegumi nemitatu kuna Shubhaeri, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
21
wegumi nemina kuna Matitia, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
22
wegumi nemishanu kuna Jerimoti, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
23
wegumi nemitanhatu kuna Hanania, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
24
wegumi nemisere kuna Joshibhekasha, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
25
wegumi nemisere kuna Hanani, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
26
wegumi nemipfumbamwe kuna Maroti, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
27
wamakumi maviri kuna Eriata, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
28
wamakumi maviri nomumwe kuna Hotiri, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
29
wamakumi maviri nemitatu kuna Gidhariti, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
30
wamakumi maviri nemitatu kuna Mahazioti, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri;
31
wamakumi maviri nemina kuna Romamiti-Ezeri, vanakomana vake nehama dzake— gumi navaviri.
← Chapter 24
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 26 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29