bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona 2009?
/
Isaiah 56
Isaiah 56
Shona 2009?
← Chapter 55
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 57 →
1
Ndizvo zvinotaura Jehovha, "Chengetai mutongo, muite zvakarurama; nokuti ruponeso rwangu rwava pedo kusvika, uye kururama kwangu koratidzwa.
2
"Akaropafadzwa munhu anoita izvi, noMwanakomana womunhu anozvibatisisa; anochengeta Sabata arege kurisvibisa, nokudzora ruoko rwake kuti arege kuita chinhu chipi nechipi chakaipa."
3
Usaregawo mwanakomana womutorwa akanamatira Jehovha, achitaura achiti, "Zvirokwazvo Jehovha akandiparadzanisa navanhu vake;" nowakachekwa ngaarege kuti, "Tarirai, ndiri muti wakaoma."
4
Nokuti zvanzi naJehovha pamusoro pavakachekwa, "Vanochengeta maSabata angu, nokusanangura zvinondifadza, navanobatisisa sungano yangu.
5
"Ndichavapavo mumba mangu nomukati mamasvingo angu chiyeudzo nezita rinopfuura ravanakomana navanasikana; ndichavapa zita risingaperi, risingazogurwi.
6
"Navanakomana vomutorwawo vanozvisanganisa naJehovha, kuti vamushumire, nokuda zita raJehovha, kuti vave varanda vake, vose vanochengeta Sabata kuti arege kurisvibisa, nokubatisisa sungano yangu;
7
naivavo ndichavauyisa kugomo rangu dzvene, nokuvafadza muimba yangu yokunyengetera; zvipiriso zvavo zvinopiswa nezvibayiro zvavo zvichagamuchirwa paaritari yangu; nokuti imba yangu ichanzi imba yokunyengetera yavanhu vose.
8
Ishe Jehovha, anounganidza vakadzingwa vaIsiraeri,anoti,`Ipapo ndichaunganidzazve \add vamwe\add* kwaari, pamusoro pavake vakaunganidzwa.' "
9
imwi mose zvikara zvokusango, uyai mudye, imwi mose zvikara zvokudondo.
10
Nharirire dzake mapofu, vose havane zivo; vose imbwa mbeveve, havagoni kuhukura, dzinovata, dzinotsivama pasi, dzinofarira kutsumaira.
11
Zvirokwazvo, imbwa dzinokara, dzisingatongoguti; ava vafudzi, vasingagoni kunzwisisa, mumwe nomumwe wakatsaukira kunzira yake, mumwe nomumwe kufuma yake, vose-vose.
12
Vanoti, "Uyai, ndichauya newaini, tichaguta nezvinobata, mangwana achaita sezuva ranhasi,zuva guru-guru kwazvo."
← Chapter 55
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 43
Chapter 44
Chapter 45
Chapter 46
Chapter 47
Chapter 48
Chapter 49
Chapter 50
Chapter 51
Chapter 52
Chapter 53
Chapter 54
Chapter 55
Chapter 56
Chapter 57
Chapter 58
Chapter 59
Chapter 60
Chapter 61
Chapter 62
Chapter 63
Chapter 64
Chapter 65
Chapter 66
Chapter 57 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42
43
44
45
46
47
48
49
50
51
52
53
54
55
56
57
58
59
60
61
62
63
64
65
66