bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona 2009?
/
1 Chronicles 24
1 Chronicles 24
Shona 2009?
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 25 →
1
Zvino mapoka avanakomana vaAroni akanga akadai: vanakomana vaAroni: Nadhabhi, naAbhihu, naEriazari, naItamari.
2
Asi Nadhabhi naAbhihu vakafa vasina vana, baba vavo vachiri vapenyu; saka Eriazari naItamari vakabata basa rouprista.
3
Dhavhidhi, pamwechete naZadhoki, mumwe wavanakomana vaEriazari, naAhimereki, mumwe wavanakomana vaItamari, vakakamura sezvavakanga vagoverwa mabasa avo.
4
Vakawana vakuru vazhinji pakati pavanakomana vaEriazari kupfuura pakati pavanakomana vaItamari; vakakamurwa kudai: Pakati pavanakomana vaEriazari kwakanga kuna vane gumi navatanhatu, vaiva vakuru vedzimba dzamadzibaba; napakati pavanakomana vaItamari, nedzimba dzamadzibaba avo vakanga vari vasere.
5
Nokudaro vakakamurwa nemijenya, mumwe pano mumwe koko; nokuti kwakanga kuna machinda eimba tsvene, namachinda aMwari pakati pavanakomana valtamari.
6
Shemaya mwanakomana waNetaneri, munyori, akanga ari wavaRevhi, akavanyora pamberi pamambo, namachinda, nomuprista Zadhoki, naAhimereki mwanakomana waAbhiyatari, navakuru vedzimba dzamadzibaba avaprista navaRevhi; vachitsaura mhuri imwe kuna Eriazari, nemhuri imwe kuna Itamari.
7
Zvino mujenya wokutanga wakabata Jehorayaribhi, wechipiri Jedheiya;
8
wechitatu Harimi, wechina Seorimi,
9
weshanu Marikiya, wetanhatu, Miyamini,
10
wechinomwe Hakozi, worusere Abhija;
11
wepfumbamwe Jeshua, wegumi Shekania;
12
wegumi nomumwe Eriashibhi, wegumi nemiviri Jakimi;
13
wegumi nemitatu Hupa, wegumi nemina Jeshebhiyabhi;
14
wegumi nemishanu Bhiriga, wegumi nemitanhatu Imeri;
15
wegumi neminomwe Heziri, wegumi nemisere Hapizeri;
16
wegumi nemipfumbamwe Petahia, wamakumi maviri Jehezekeri;
17
wamakumi maviri nomumwe Jakini, wamakumi maviri nemiviri Gamuri;
18
wamakumi maviri nemitatu Dheraya, wamakumi maviri nemina Maazia.
19
Ndiko kukamurwa kwavo pamabasa avo, kuti vapinde imba yaJehovha pavakanga varairwa napo naAroni baba vavo, sezvaakarairwa naJehovha Mwari walsiraeri.
20
Kana vari vamwe vanakomana vaRevhi, vanakomana vaAmirami: Shubhaeri; vavanakomana vaShubhaeri: Jedheiya.
21
VaRehabhia: vavanakomana vaRehabhia: Ishia mukuru.
22
Vavalzhari: Sheromoti; vavanakomana vaSheromoti: Jahati.
23
Vavanakomana vaHebhuroni: Jeria mukuru, naAmaria wechipiri, naJahazieri wechitatu, naJekemeami wechina.
24
Vanakomana vaUzieri: Mika; vavanakomana vaMika: Shamiri
25
Munun'una waMika: Ishia; vavanakomana vaIshia Zekariya.
26
Vanakomana vaMerari: Mari naMushi; vanakomana vaJazia: Bheno.
27
Vanakomana vaMerari: vaJazia: Bheno, naShohami, naZakuri, naIbhiri.
28
VaMari: Eriazari, wakanga asina vanakomana.
29
VaKishi: vanakomana vaKishi: Jerameeri.
30
Vanakomana vaMushi: Mari, naEdheri, naJerimoti. Ndivo vakanga vari vanakomana vaRevhi, nedzimba dzamadzibaba avo.
31
Naivo vakakandawo mijenya sehama dzavo, ivo vanakomana vaAroni pamberi pamambo Dhavhidhi, naZadhoki, naAhimereki, navakuru vedzimba dzamadzibaba dzavaprista navaRevhi; dzimba dzamadzibaba dzomukuru dzaiverengwa sedzomunun'una wake.
← Chapter 23
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 25 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29