bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona 2009?
/
1 Chronicles 3
1 Chronicles 3
Shona 2009?
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 4 →
1
Ava ndivo vanakomana vaDhavhidhi, vakamuberekerwa paHebhuroni: Wedangwe Amunoni, mwana waAhinowami muJezireeri; wechipiri Dhanyeri waAbhigairi muKarimeri;
2
wechitatu Abhusaromu mwanakomana waMaaka, mukunda waTarimai mambo weGeshuri; wechina Adhonia mwanakomana waHagiti;
3
weshanu Shefatia waAbhitari, wetanhatu Itireami kuna Egira mukadzi wake.
4
Wakaberekerwa vatanhatu paHebhuroni, akabata ushepo makore manomwe nemwedzi mitanhatu; akabata ushe paJerusaremu makore makumi matatu namatatu.
5
Ava ndivo vaakaberekerwa paJerusaremu: Shimea, naShobhabhi, naNatani, naSoromoni, ivo vana, vaBhatishua mukunda waAmieri;
6
naIbhari, naErishama, naErifereti;
7
naNoga, naNefegi, naJafia;
8
naErishama, naEriadha, naErifereti, ivo vapfumbamwe.
9
Ndivo vose vaiva vana vaDhavhidhi, vanakomana vavarongo vasingaverengwi; uye Tamari wakanga ari hanzvadzi yavo.
10
Mwanakomana waSoromoni akanga ari Rehobhoami, mwanakomana wake Abhia, mwanakomana wake Asa, mwanakomana wake Jehoshafati;
11
mwanakomana wake Joramu, mwanakomana wake Ahazia, mwanakomana wake Joashi;
12
mwanakomana wake Amazia, mwanakomana wake Azaria, mwanakomana wake Jotamu;
13
mwanakomana wake Ahazi, mwanakomana wake Hezekia, mwanakomana wake Manase;
14
mwanakomana wake Amoni, mwanakomana wake Josiya.
15
Vanakomana vaJosiya: Wedangwe Johwanani, wechipiri Jehoyakimu, wechitatu Zedhekia, wechina Sharumi.
16
Vanakomana vaJehoyakimu: Mwanakomana wake Jekonia, mwanakomana wake Zedhekia.
17
Vanakomana vaJekonia, vakatapwa. Shearitieri mwanakomana wake,
18
naMarikirami, naPedhaya, naShenazari, Jekamia, Hoshama, naNedhabhia.
19
Vanakomana vaPedhaya: Zerubhabheri, naShimei; vanakomana vaZerubhabheri: Meshurami, naHanania; uye Sheromiti akanga ari hanzvadzi yavo;
20
naHashubha, naOheri, naBherekia, naHasadhia, naJushabhiheshedhi, ivo vashanu.
21
Vanakomana vaHanania: Peratia, naJeshaya; vanakomana vaRefaya, vanakomana vaArinani, vanakomana vaObhadhiya, vanakomana vaShekania.
22
Vanakomana vaShekania: Shemaya; navanakomana vaShemaya; Hatushi, naIgari, naBharia, naNearia, naShafati, ivo vatanhatu.
23
Vanakomana vaNearia: Erioenai, naHizikia, naAzirikami, ivo vatatu.
24
Vanakomana vaErioenai: Hodhavhia, naEriashibhi, naPeraya, naAkubhi, naJohwanani, naDheraya, naAnani, ivo vanomwe.
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 4 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29