bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Hosea 3
Hosea 3
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 4 →
1
Tenzi akanditiwo, “Chiendazve undodanana nomukadzi ane chikomba iye ari pfambi, sezvakangoitawo Tenzi anoda vanhu veIsiraeri, kunyange zvazvo ivo vachitendeukira kune vamwe vamwari vachitorwa mwoyo nezvambwa zvamaonde,
2
saizvozvo ndakamubvisira mari yesirivha yemashekeri gumi namashanu nebhari inoita masaga matatu.”
3
Ndakamuti, “Unofanira kugara somudzimai wangu kwemazuva mazhinji. Zvoupfambiwo izvi kana zvokuenda kune mumwe murume, woregera. Iniwo ndozvandichaita kwauri.”
4
Ndinodaro nokuti vaIsiraeri vachagara kwamazuva mazhinji vasina mambo kana muchinda, vasina chibayiro kana musimboti unoera zvawo kana hanzu yeefodhi kana terafimu zvaro.
5
Mushure maizvozvo vaIsiraeri vachadzoka zvavo kuzotsvaka Tenzi, Mwari wavo, naDhavhidhi mambo wavo. Vachauya kuna Tenzi vachitya kumakomborero ake mumazuva achauya iwayo.
← Chapter 2
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 4 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14