bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
/
2 Corinthians 13
2 Corinthians 13
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
← Chapter 12
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
1
Iyi inguva yechitatu, yandinouya kwamuri. “Mumiromo yezvapupu zviviri kana zvitatu mashoko ose achasimbiswa.”
2
Avo, vatotadza, navamwe vose, ndambovaudza, zvino ndovaudzazve, sezvandakaita parwendo rwechipiri, nokudaro zvino ndinonyora ndisipo kuti kana ndichisvikazve, handingavaitiri mwoyo murefu;
3
zvamunotsvaka chiratidzo chaKristu, anotaura mandiri, iye asingashayiwi simba kwamuri, asi ane simba mamuri.
4
Nokuti akaroverwa pamuchinjikwa nokushayiwa simba maari, asi anorarama nesimba raMwari. Nokuti nesuo tinoshaiwa simba, asi tichararama kwamuri pamwechete naye nesimba raMwari.
5
Zviedzei imi mumene, muone kana muri makasimba pakutenda; muzvinzverei imi mumene. Hamuzivi here imi mumene kuti Jesu Kristu ari mukati menyu? Kana zvimwe mava vakaraswa henyu.
6
Asi ndinoti muchaziva henyu kuti isu hatina kuva vakaraswa.
7
Zvino tinonyengetera Mwari kuti murege kuita chinhu chimwe chakaipa; handidaro kuti isu tiwanikwe kuti takatendeka, asi kuti imi muite zvakarurama, kunyange isu takaita savakaraswa.
8
Nokuti hatigoni kuita chinhu chinopesana nechokwadi, asi chinobatsira chokwadi.
9
Nokuti tinofara kana isu tichishayiwa simba, imi muchiva nesimba; ndizvo zvatinokumbirawo, kuti mukwaniswe.
10
Saka ndinonyora izvi ndisipo, kuti kana ndavapo, ndirege kuita nehasha, sezvandakapiwa naIshe simba rokusimbisa, risati riri rokuputsa.
11
Pakupedzisira, hama dzangu, farai, mukwaniswe, munyaradzwe, ivai nomwoyo mumwe, garai norugare; Mwari worudo norugare achava nemi.
12
Kwazisanai nokusveta kutsvene.
13
Vatsvene vose vanokukwazisai.
14
Nyasha dzaIshe Jesu Kristu, norudo rwaMwari, nokuyanana kwoMweya Mutsvene, ngazvive nemi mose.
← Chapter 12
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13