bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Ecclesiastes 6
Ecclesiastes 6
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 7 →
1
Kunecinhu cakaipa candakaʋona pasi pezuʋa, cinoremedza ʋanhu:
2
Munhu unopiwa naMŋari fuma neɀakawanda nokukudzwa, saiɀoɀo kuti mŋeya wake hautoŋgoshaiwi cinhu caanoɗa; asi Mŋari haamupi simba rokudya iɀoɀo; asi mutorwa unoɀidya; ici hacinamaturo, ihosha yakaipa.
3
Kana munhu akaɓereka ʋana ʋanezana, akararama makore mazhinji, mazuʋa amakore ake akaʋa mazhinji, asi mŋeya wake usiŋgagutswi neɀakanaka, ʋuye ɀe akasaʋigwa ɀakanaka, ndinoti mŋana wakaɓerekwa ŋguʋa isati yaȿika unopfuʋura iye;
4
nokuti unoʋuya asinamaturo, unoenda ɀe murima, zita rake rinofukidzwa nerima;
5
ʋuye ɀe, haana‐kuʋona zuʋa kana kuriziʋa; mŋana wakaɗai unezororo kupfuʋura iye.
6
Ɀirokwaɀo, kunyaŋge akararama makore aneɀuru ɀiʋiri ɀamazana, asiŋgafariri ɀinhu ɀakanaka, ko ʋose haʋaendi kunɀimbo imŋe here?
7
Kuɓata kwose kwomunhu kunoitirwa muromo wake; kunyaŋge ɀakaɗaro kuɗa kwake ɀokudya hakugutswi.
8
Nokuti wakacenjera unokurira ɓenzi nei? Kana murombo unei, iye unoziʋa kufamba ɀakanaka pamberi paʋapenyu.
9
Kuʋona kwameso kunopfuʋura kutȿaka‐tȿaka kwomŋeya. Naiɀoɀo ʋo haɀinamaturo, ndiko kudziŋgana nemhepo ɓedzi.
10
Cinhu cipi necipi, cakaʋa’po, cakaŋguʋa capiwa zita raco; ɀakatarwa kuti munhu ucaʋa wakaɗini, haaŋgarwi nounomupfuʋura nesimba.
11
Nokuti mashoko mazhinji ari’ko, anowedzera ɀisinamaturo; munhu unoɓatsirwei naɀo?
12
Nokuti ndiani unoziʋa ɀakafanira munhu paʋupenyu bgake, iwo mazuʋa ose oʋupenyu bgake ʋusinamaturo, bgaanorarama somumvuri? Nokuti ndiani uŋgaʋudza munhu ɀicazomuteʋera pasi pezuʋa?
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 7 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12