bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Hosea 6
Hosea 6
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 7 →
1
Ʋuyai, tidzokere kunaJehova; nokuti wakabvambura, asi ucatipodza ɀe; wakaroʋa, asi ucatisuŋga ɀe patakakuʋara.
2
Kana mazuʋa maʋiri apera ucatiraramisa, nezuʋa recitatu ucatimutsa ɀe, tirarame pamberi pake.
3
Ŋgati mu ziʋe, ŋgatishiŋgaire kuziʋa Jehova; kuɓuɗa kwake kwakatemŋa sokwamaŋgwanani; ucaʋuya kwatiri semvura, semvura yokuteʋerera inoɗiridza nyika.
4
Haiwa, Efraimi, ndicakuitei? Haiwa, Juda ndicakuitei? Nokuti kunaka kwenyu kwakaita semhute yamaŋgwanani, ʋuye seɗoʋa rinokurumidza kuenda.
5
Naiɀoɀo ndakaʋatema naʋaprofita; ndakaʋaʋuraya namashoko omuromo waŋgu, ɀandakatoŋga ɀakaita seciedza cinoɓuɗa.
6
Nokuti ndinoɗa ruɗo, handiɗi ɀiɓayiro, ʋuye kuziʋa Mŋari kupfuʋura ɀipiriso ɀinopiswa.
7
Asi ʋakaɗarika suŋgano saAdama, ndipapo paʋakandinyeŋgera.
8
Gireadi iguta raʋanoita ɀakaipa, rinamakwapa eropa.
9
Seɀakaita makororo anoʋandira munhu, saiɀoɀo ɓoka raʋaprista rinoʋuraya panzira inoenda Shekemi; ɀirokwaɀo, ʋakaita ɀinonyadzisa.
10
Paimba yaIsraeri ndakaʋona cinhu cinonyaŋgadza kwaɀo: Pakati paEfraimi panoʋufeʋe, Israeri ʋakaȿiɓiswa.
11
Newe ʋo, Juda, wakagadzirirwa kukohwa, neŋguʋa yandinodzosa kutapxa kwaʋanhu ʋaŋgu.
← Chapter 5
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 7 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14