bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona 2009?
/
Job 22
Job 22
Shona 2009?
← Chapter 21
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 23 →
1
Ipapo Erifazi muTemani akapindura, akati,
2
"Ko munhu angabatsira Mwari here? Zvirokwazvo, munhu, akangwara, anozvibatsira hake amene.
3
waMasimbaose une hanya nokururama kwako here? Iye angabatsirwa nazvo kana iwe ukakwanisa nzira dzako here?
4
Iye anokuraira zvaunomutya here? Kuti akutonge here?
5
Zvakaipa zvako hazvizakakura here? Zvisina kururama zvako hazviperi.
6
Nokuti wakatora rubatso kuhama yako pasina Wakakusunungura nguvo dzavakanga vasina kufuka.
7
Hauna kupa vane nyota mvura kuti vamwe, Wakanyima vane nzara zvokudya.
8
Asi munhu ane simba, nyika ndeyake; Munhu anokudzwa, ndiye akagara mairi.
9
Akadzinga chirikadzi dzisine chinhu, Maoko enherera akavhuniwa.
10
Saka iwe wakapotedzwa nemisungo, Unovhunduswa pakarepo nokutya.
11
Nerima, kuti arege kuona, Uye mvura zhinji inokufukidza.
12
Ko Mwari haazi kudenga kumusoro-soro here? Tarira kukwirira kwenyeredzi, dzakakwirira sei!
13
Iwe unoti, `Mwari unoziveiko? Ungagona kutonga pakati perima guru here?'
14
Makore matema akamufukidza, haagoni kuona; Unofamba pakutenderera kwedenga.
15
Iwe unoda kuramba uchifamba, nenzira yekare. Yakatsikwa navanhu vakaipa here?
16
Ivo vakabvutwa nguva yavo isati yasvika; Nheyo dzavo dzakadururwa sorukova rwemvura.
17
Ivo vakati kuna Mwari, `Ibvai kwatiri; Uye, waMasimbaose angatiiteiko?'
18
Kunyange zvakadaro wakazadza dzimba dzavo nezvakanaka; Asi mano avakaipa ari kure neni.
19
Vakarurama vanozviona, vakafara; Vasine mhosva vanovaseka,.
20
Vachiti, `Zvirokwazvo vakatimukira vakaparadzwa; Zvakasara zvavo zvakapedzwa nomoto.'
21
Shamwaridzana naye zvino, uve norugare; Ipapo uchaitirwa zvakanaka.
22
Gamuchira hako murairo womuromo wake, Uchengete mashoko ake mumoyo mako.
23
Kana ukadzokera kuno waMasimbaose, uchavakwa; Kana ukabvisa zvisakarurama kure namatende ako.
24
Isa fuma yako paguruva, Nendarama yeOfiri pakati pamabwe ehova;
25
Ipapo waMasimbaose achava fuma yako, Nesirivha inokosha kwazvo kwauri.
26
Nokuti ipapo uchafarira waMasimbaose, Uchasimudzira chiso chako kuna Mwari.
27
Uchanyengetera kwaari, iye achakunzwa; Uye acharipa mhiko dzako.
28
Uchatemawo chirevo, chikasimbiswa kwauri; Uye chiedza chichavhenekera nzira dzako.
29
Kana vakakusundira pasi, uchati, `Ndichasimudzwa; Iye uchaponesa munhu anozvininipisa.
30
Iye acharwira nyangwe nomunhu ane mhaka, Zvirokwazvo ucharwirwa iye nokuchena kwamaoko ako."
← Chapter 21
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 25
Chapter 26
Chapter 27
Chapter 28
Chapter 29
Chapter 30
Chapter 31
Chapter 32
Chapter 33
Chapter 34
Chapter 35
Chapter 36
Chapter 37
Chapter 38
Chapter 39
Chapter 40
Chapter 41
Chapter 42
Chapter 23 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24
25
26
27
28
29
30
31
32
33
34
35
36
37
38
39
40
41
42