bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
2 Corinthians 4
2 Corinthians 4
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 3
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 5 →
1
Saka, ɀatinako kushumira uku, patakanzwirwa ŋgoni napo, hatineti;
2
asi takaramba ɀinhu ɀakaʋanzika ɀinonyadza, tisiŋgafambi nokunyeŋgera, tisiŋgashatisi shoko raMŋari; asi pakuratidza kweɗu ɀokwaɗi, tinoɀitendisa kuhana dzaʋanhu ʋose pamberi paMŋari.
3
Ɀino kana Evaŋgeri yeɗu yakafukidzwa, yakafukidzwa kunaʋanorashika;
4
kunaʋasiŋgatendi ʋakapofumadzirwa ndaŋgariro namŋari wenyika ino, kuti ʋarege kuvenekerwa neciedza ceEvaŋgeri yokubginya kwaKristu, uri mufananidzo waMŋari.
5
Nokuti hatiɀiparidzi isu, asi Kristu Jesu kuti ndiye Ishe; nesu kuti tiri ʋaranda ʋenyu nokuɗa kwaJesu
6
Nokuti Mŋari, wakareʋa kuti ciedza ciɓuɗe parima, ndiye wakavenekera mumŋoyo yeɗu, kuti atipe ciedza cokuziʋa kubginya kwaMŋari kunoʋonekwa paciso caJesu Kristu.
7
Asi fuma iyi tinayo mumidziyo yevu, kuti ʋukuru bgesimba bguʋe bgaMŋari, bgurege kuʋa bgeɗu.
8
tinotambudzika pamatiʋi ose, asi hatimanikidzwi; tinokaŋganiswa, asi hatina‐kurasha mŋoyo;
9
tinotambudzwa, asi hatinakusiyiwa; takawisirwa pasi, asi hatinakuparadzwa;
10
tinoramba ticitakura ŋguʋa dzose mumuʋiri weɗu kufa kwaJesu, kuti noʋupenyu ʋo bgaJesu bguratidzwe mumuʋiri weɗu.
11
Nokuti isu ʋapenyu tinogara ticiŋgoiswa pakufa nokuɗa kwaJesu, kuti noʋupenyu ʋo bgaJesu bguratidzwe munyama yeɗu inofa.
12
Saiɀoɀo kufa kunoɓata matiri, asi ʋupenyu mamuri.
13
Ɀino ɀatinomŋeya iwoyu wokutenda, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Ndakatenda, saka ndakataura; nesu ʋo tinotenda, saka tinotaura ʋo;
14
ticiziʋa kuti iye wakamutsa Ishe Jesu, ucatimutsa ʋo isu pamŋe cete naJesu; agotiisa pamberi pake pamŋe cete nemi.
15
Nokuti ɀinhu ɀose ɀinoitwa nokuɗa kwenyu, kuti nyasha ɀadzakawanzwa naʋazhinji, dziwanze kuʋoŋga, kuti Mŋari akudzwe.
16
Saka hatineti, asi kunyaŋge munhu weɗu wokunze ucipera hawo, munhu womukati unoʋandudzwa zuʋa rimŋe nerimŋe.
17
Nokuti kutambudzika kweɗu, kwakareruka, kuri’po ciŋguʋa ciɗuku, kunotiitira kubginya kukuru kwakaiȿo‐naka kusiŋgaperi;
18
tisiŋgatariri ɀinoʋonekwa, asi ɀisiŋgaʋonekwi; nokuti ɀinoʋonekwa ɀinopfuʋura, asi ɀisiŋgaʋonekwi ndeɀokusiŋgaperi.
← Chapter 3
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 5 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13