bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
/
Joshua 16
Joshua 16
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
← Chapter 15
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 17 →
1
Nyika yakagoverwa vokwaJosefi, yaibvira muna Jorodhani pedyo neJeriko kumabvazuva kwematsime emvura yeJeriko zvichienda kugwenga rinobvira kuJeriko richienda kunyika yamakomo kusvikira kuBhetieri.
2
Yaizobvira kuBhetieri yonanga nokuguta reRuzi yoenda kuAtaroti, nyika yevokwaAki.
3
Yozodzika yakananga kumadokero kumuganhu nevaJafureti kusvikira kumuganhu weBhetihoroni yezasi, yoenda kuGezeru yondosvika kugungwa reMedhiterenieni.
4
Saka vedzinza rokwaManase nerokwaEfuraimu, vokwaJosefi vakagoverwa nhaka yavo.
5
Nyika yevedzinza rokwaEfuraimu nemhuri dzavo yakanga yakamira yakadai: Muganhu wenhaka yavo iyi kumabvazuva waiva Atarotiadha kusvikira kuBhetihoroni yokumusoro,
6
wobva wananga kugungwa reMedhiterenieni wakaisa Mikimetati kuchamhembe, wopota nokuTaanatishiro wakananga kumabvazuva wopfuurapo uchingoenda kumabvazuva wosvika kuJanoa.
7
Waizobva kuJanoa wodzika kuAtaroti nokuNaara wobva wasvika kuJeriko uchindosvika muna Jorodhani.
8
Kubvirawo kuTapua, muganhu uyu waienda kumadokero kundosvika kukakova keKana uchindosvika kugungwa reMedhiterenieni. Iyoyi ndiyo nhaka yevedzinza rokwaEfuraimu nemhuri dzavo.
9
Zvaisanganisirawo maguta akanga apiwa vedzinza rokwaEfuraimu mukati menhaka yakagoverwa vedzinza raManase, maguta iwayo ose nemisha yawo.
10
VokwaEfuraimu ava havana zvavo kudzinga vaKanani vaigara muGezeru. Saka vaKanani vagere pakati pevokwaEfuraimu kusvikira pari nhasi, asi vava kungogara vachivaitira basa zvechibharo.
← Chapter 15
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 17 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24