bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
1 Corinthians 10
1 Corinthians 10
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 11 →
1
Nokuti handiɗi, hama dzaŋgu, kuti murege kuziʋa kuti madziɓaɓa eɗu ose akaŋga ari pasi pegore, ʋuye kuti ʋose ʋakayambuka guŋgwa;
2
ʋose ʋakabapatidzwa munaMosesi mugore nomuguŋgwa;
3
ʋose ʋakadya ɀokudya ɀimŋe ɀomŋeya;
4
ʋose ʋakanwa ɀokunwa ɀimŋe ɀomŋeya; nokuti ʋakanwa paɗombo romŋeya rakaʋateʋera; ɗombo iro rakaŋga riri Kristu.
5
Asi Mŋari haana‐kufadzwa naʋazhinji ʋaʋo; nokuti ʋakaparadzwa murenje.
6
Ɀino, ɀinhu iɀi ɀakaŋga ɀiri ɀiratidzo kwatiri, kuti isu tirege kuciʋa ɀakaipa, seɀaʋakaciʋa iʋo.
7
Imi regai kunamata ɀifananidzo, saʋamŋe ʋaʋo; seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Ʋanhu ʋakagara pasi pakudya nokunwa, ʋakamuka kuti ʋatambe.
8
Ɀino ŋgatirege kuita ʋupombge, saʋamŋe ʋaʋo ʋakaita ʋupombge, ʋakafa nezuʋa rimŋe ʋaneɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀitatu.
9
Ŋgatirege kuidza Ishe, saʋamŋe ʋaʋo ʋaka mu idza, ʋakaparadzwa nenyoka.
10
Murege kuŋuŋuna saʋamŋe ʋaʋo ʋakaŋuŋuna, ʋakaparadzwa nomuparadzi.
11
Ɀino, iɀi ɀakaʋawira, kuti ʋaʋe ɀiratidzo; ɀakanyorwa kuti tinyeʋerwe isu, takaȿikirwa nokuguma kwenyika.
12
Naiɀoɀo, unoti ndinomira, ŋgaacenjere kuti arege kuwa.
13
Hakunomuidzo wakakuɓatai imi, asi waʋanhu ʋose; asi Mŋari, wakatendeka, haaŋgatenderi kuti muidzwe kupfuʋura pamunogona napo; asi pamŋe cete nomuidzo, iye ucakupai ʋo nzira yokuɓuɗa nayo, muʋe nesimba rokutsuŋga.
14
Naiɀoɀo, ʋaɗikanwa ʋaŋgu, tizai kunamata ɀifananidzo.
15
Ndinotaura sokunaʋakacenjera; fuŋgai ɀandinotaura.
16
Mukombe wokuʋoŋga watinoʋoŋga, hakuzi kusoŋgana neropa raKristu here? Ciŋgwa catinomeɗura, hakuzi kusoŋgana nomuʋiri waKristu here?
17
Ɀaciri ciŋgwa cimŋe cete, isu ʋazhinji tiri muʋiri mumŋe; nokuti tinogoʋana tose paciŋgwa cimŋe.
18
Tarirai ʋaIsraeri panyama; aʋo ʋanodya ɀiɓayiro haʋagoʋani neartari here?
19
Ɀino ndotiyiko? Kuti cinoɓayirwa ɀifananidzo cinhu here, kana cifananidzo cinhu here?
20
Kwete, asi ndinoti iɀo ɀinoɓayirwa naʋahedeni, haʋaɀiɓayiri Mŋari, asi mŋeya yakaipa; ɀino handiɗi kuti muyanane nemŋeya yakaipa.
21
Hamuŋganwiri pamukombe waShe, napamukombe wemŋeya yakaipa; hamuŋgadyiri patafura yaShe napatafura yemŋeya yakaipa.
22
Ko tinoɗa kumutsa goɗo raShe here? Tinomukunda nesimba here?
23
Ndakatenderwa ɀinhu ɀose; asi ɀose haɀindiɓatsiri. Ndakatenderwa ɀinhu ɀose; asi ɀose haɀisimbisi.
24
Munhu ŋgaarege kuɀitȿakira ɀake, asi ɀomumŋe.
25
Idyai ɀose ɀinoteŋgwa panoteŋgeswa nyama, musingabvunzi cinhu nokuɗa kwehana;
26
nokuti nyika ndeyaShe nokuzara kwayo.
27
Kana mumŋe waʋasiŋgatendi akakukokerai kuzodya, kana mukaɗa kuenda, idyai ɀose ɀinoiswa pamberi penyu, musiŋgabvunzi cinhu nokuɗa kwehana.
28
Asi kana mumŋe akati kwamuri: Ici cakaɓayirwa ɀifananidzo, regai kudya nokuɗa kwaiye wakakuratidzai, ʋuye nokuɗa kwehana;
29
handireʋi hana yako, asi yomumŋe; nokuti kusunuŋguka kwaŋgu kunotoŋgerweiko nehana yomumŋe?
30
Kana im ndicidya ndiciʋoŋga, ndiŋgagotukirweiko nokuɗa kwecinhu candinoʋoŋga pamsoro paco?
31
Naiɀoɀo, kana mucidya, kana mucinwa, kana muciita cinhu cipi necipi, itai ɀose kuti Mŋari akudzwe.
32
Regai kugumbusa kana ʋaJuda, kana ʋaGiriki, kana kereke yaMŋari.
33
Seni ʋo ndinofadza ʋanhu ʋose paɀinhu ɀose, ndisiŋgatȿaki ɀiŋgandiɓatsira ini, asi ɀiŋgaɓatsira ʋazhinji, kuti ʋaponeswe.
← Chapter 9
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 11 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16