bible
ra
🌐 Language
English
Español
Français
Deutsch
Português
Italiano
Nederlands
Русский
中文
日本語
한국어
العربية
Türkçe
Tiếng Việt
ไทย
Indonesia
All Languages
Home
/
Shona
/
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
/
Joshua 20
Joshua 20
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
← Chapter 19
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 21 →
1
Ɀino Jehova wakataura naJoshua, akati:
2
Taura naʋana ʋaIsraeri, uti: Muɀitsaurire maguta oʋutiziro, andakakuʋudzai nomuromo waMosesi;
3
kuti munhu wakaʋuraya mumŋe nokusaziʋa kana asina‐kuita nobgoni, atizire’po; acaʋa kwamuri ʋutiziro pamutsiʋi weropa.
4
Unofanira kutizira kunerimŋe ramaguta iwayo, agondomira panopindwa napo pasuʋo reguta, agoreʋa mhoȿa yake panzeʋe dzaʋakuru ʋeguta iro; ipapo ʋanofanira kumugamucira pakati paʋo muguta, ʋamupe pokugara, agogara pakati paʋo.
5
Ɀino kana mutsiʋi weropa aciŋge amuteʋera, haʋafaniri kuisa muʋurayi paruʋoko rwake, nokuti wakaʋuraya wokwake asiŋgaiti nobgoni, asina‐kumuʋeŋga kare.
6
Ɀino iye unofanira kugara muguta iro, kuȿikira amira pamberi peʋuŋgano atoŋgwe, kuȿikira pakufa kwomuprista mukuru ucaʋa’po namazuʋa iwayo; ipapo muʋurayi unofanira kudzoka, aende kuguta rake nokumba kwake, kuguta kwaakaŋga atiza.
7
Ipapo ʋakatsaura Kedeshi muGarirea panyika yamakomo yaNaftari, neShekemi, panyika yamakomo yaEfraimi, neKiriati‐arba (ndiro Hebroni) panyika yamakomo yaJuda.
8
Nemhiri kwaJoridani paJeriko kumabvazuʋa ʋakatsaura Bezeri murenje paɓani kurudzi rwaRubeni, neRamoti muGireadi kurudzi rwaGadi, neGorani muBashani kurudzi rwaManase.
9
Ndiwo maguta akatsaurirwa ʋana ʋaIsraeri ʋose, naʋatorwa ʋaigara pakati paʋo, kuti aninani unoʋuraya munhu nokusaziʋa atizire’ko, arege kufa noruʋoko rwomutsiʋi weropa, kuȿikira amira pamberi peʋuŋgano.
← Chapter 19
Jump to:
Chapter 1
Chapter 2
Chapter 3
Chapter 4
Chapter 5
Chapter 6
Chapter 7
Chapter 8
Chapter 9
Chapter 10
Chapter 11
Chapter 12
Chapter 13
Chapter 14
Chapter 15
Chapter 16
Chapter 17
Chapter 18
Chapter 19
Chapter 20
Chapter 21
Chapter 22
Chapter 23
Chapter 24
Chapter 21 →
All chapters:
1
2
3
4
5
6
7
8
9
10
11
12
13
14
15
16
17
18
19
20
21
22
23
24